Online Bible

- Reklamy -




Isaya 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Haɀiŋgakuʋadzi kana kuparadza pagomo raŋgu rose dɀene, nokuti nyika yose icazara nokuziʋa Jehova, seɀinofukidza mvura pasi peguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Hazvingakuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika yose ichazara nokuziva Jehovha, sezvinofukidza mvura pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Hazvingazokuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha semvura zhinji inofukidza gungwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 11:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy