Isaya 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwana ari kuyamwa achatamba zvake pamwena wemhakure ndumurwa ichiisa zvayo ruoko mumwena wechiva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋana unomŋa, ucatamba pamŋena wenyoka, ʋuye mŋana wakarumurwa ucapinza ruʋoko rwake muɓako remvumbi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mwana anomwa, achatamba pamwena wenyoka, uye mwana akarumurwa achapinza ruoko rwake mubako remvumbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwana ari kuyamwa achatamba zvake pamwena wemhakure ndumurwa ichiisa zvayo ruoko mumwena wechiva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwana mucheche achatambira pedyo nomwena wemhakure, uye mwana mudiki achaisa ruoko rwake mumwena wenyoka. Viz kapitola |