Isaya 10:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Iye nhasi uno wakare Asiria ichandomira yava kuNobhu ichazunza chibhakera chayo ichikungira gomo romukunda weZioni, chikomo cheJerusaremu chacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Zuʋa ranhasi ucazorora paNobi; unozunuŋgusira gomo romukunda weZioni, ico cikomo ceJerusarema, ruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zuva ranhasi achazorora paNobhi; anozunungusira gomo romukunda weZioni, icho chikomo cheJerusaremu, ruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye nhasi uno wakare Asiria ichandomira yava kuNobhu ichazunza chibhakera chayo ichikungira gomo romukunda weZioni, chikomo cheJerusaremu chacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Zuva ranhasi vachamira paNobhi; vachakunga chibhakera chavo pagomo remwanasikana weZioni, pachikomo cheJerusarema. Viz kapitola |