Isaya 10:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Waȿika paAiati, wapfuʋura napaMigroni, waceŋgeta nhumbi dzake paMikmashi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asvika paAiati, apfuura napaMigironi, achengeta nhumbi dzake paMikimashi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 yakasvika kuAiati, yakapfuura nokuMigironi yakasiya yachengetesa nhumbi dzayo kuMikimashi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vanopinda muAyati; vopfuura nomuMigironi; vochengeta nhumbi paMikimashi. Viz kapitola |