Isaya 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti ʋacanyadziswa pamsoro pemiti yemiouki yamaifarira, mucaʋa nenyadzi pamsoro peminda yamakasanaŋgura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Nokuti muchanyadziswa nokuda kwemiti yomuouki yamunoeresa, yamunofadzwa nayo; muchanyadziswa nokuda kwamapindu amakasarudza. Viz kapitola |