Isaya 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusaremu panguva yokutonga kwamadzimambo aya okwaJudha anoti Uziya naJotamu naAhazi naHezekia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi, ɀaakaʋona pamsoro paJuda neJerusarema, pamazuʋa aUziya, naJotami, naAhazi, naHezekiya, madzimambo aʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro paJudha neJerusaremu, pamazuva aUziya, naJotamu, naAhazi, naHezekia, madzimambo avaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusaremu panguva yokutonga kwamadzimambo aya okwaJudha anoti Uziya naJotamu naAhazi naHezekia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUzia naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha. Viz kapitola |