Online Bible

- Reklamy -




Hagai 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvaiti kana munhu akaenda pamurwi unezviero makumi maviri aiwana paine gumi chete. Kana munhu aienda kuguvi rewaini kundochera zviero makumi mashanu aiwana muine makumi maviri chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Neŋguʋa iyo yose kana munhu aciŋge aȿika pamurwi weɀiyo ɀeɀiyero ɀinamakumi maʋiri, ɀaiŋgoʋa’po ɀinegumi; kana munhu akaȿika paciȿiniro cewaini aciti ndinocera hari dzinamakumi mashanu, dzaiŋgoʋa’po dzinamakumi maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nenguva iyo yose kana munhu achinge asvika pamurwi wezviyo zvezviyero zvina makumi maviri, zvaingovapo zvine gumi; kana munhu akasvika pachisviniro chewaini achiti ndinochera hari dzina makumi mashanu, dzaingovapo dzina makumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvaiti kana munhu akaenda pamurwi unezviero makumi maviri aiwana paine gumi chete. Kana munhu aienda kuguvi rewaini kundochera zviero makumi mashanu aiwana muine makumi maviri chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Munhu aiti kana achinge asvika pamurwi wezviyero makumi maviri, paingova negumi chete. Munhu aiti kana asvika pachisviniro chewaini achida kuchera zviyero makumi mashanu, kwaingova nezviyero makumi maviri chete.

Viz kapitola kopírovat




Hagai 2:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy