Genesi 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi imi ɓerekai, muwande; ɓerekai ɀikuru panyika, muwande mukati mayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 As imi berekai, muwande, berekai zvikuru panyika, muwande mukati mayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana murimi, berekanai muwande; muwande panyika uye muwande kwazvo pamusoro payo.” Viz kapitola |