Genesi 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pamwe chete, Noa akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi mashanu, uye akafa. Viz kapitola |