Genesi 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Shure kwamafashamo emvura Nowa akagara mazana matatu amakore ana makore makumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Noa wakagara shure kwemvura zhinji makore anamazana matatu namakumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Noa akagara shure kwemvura zhinji makore ana mazana matatu namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Shure kwamafashamo emvura Nowa akagara mazana matatu amakore ana makore makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Shure kwamafashamu, Noa akararama kwamakore mazana matatu namakumi mashanu. Viz kapitola |