Genesi 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Shemu naJafeti vakatora nguwo vakaisumudza kusvika pamapfudzi avo vose vari vaviri, vakadududza namakotsi vakasvikofukidza baba vavo vakatarisa rutivi, saka havana kutarisa baba vavo vakanga vasina kupfeka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Shemi naJafeti ʋakatora ŋguʋo, ʋakaiisa pamafudzi aʋo, ʋakaenda manhenda shure, ʋakafukidzira kusasimira kwaɓaɓa ʋaʋo; ɀiso ɀaʋo ɀakaŋga ɀakatarira shure, ʋakasaʋona kusasimira kwaɓaɓa ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Shemu naJafeti vakatora nguo, vakaiisa pamafudzi avo, vakaenda manhenda shure, vakafukidzira kusasimira kwababa vavo; zviso zvavo zvakanga zvakatarira shure, vakasaona kusasimira kwababa vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Shemu naJafeti vakatora nguwo vakaisumudza kusvika pamapfudzi avo vose vari vaviri, vakadududza namakotsi vakasvikofukidza baba vavo vakatarisa rutivi, saka havana kutarisa baba vavo vakanga vasina kupfeka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi Shemu naJafeti vakatora nguo vakayiisa pamapfudzi avo; ipapo vakafamba nenhendashure vakafukidza baba vavo pakusasimira kwavo. Zviso zvavo zvakanga zvakatarisa parutivi kuitira kuti varege kuona kusasimira kwababa vavo. Viz kapitola |