Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino Hami, ɓaɓa ʋaKanani, wakaʋona kusasimira kwaɓaɓa ʋake, akaziʋisa ʋakuru ʋake ʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake, akazivisa vakuru vake vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake akaudza mukoma wake nomununʼuna vake vaiva panze.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy