Genesi 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Akanwa waini akararadza akarara mutendhe rake asina kupfeka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akanwa waini, akaɓatwa, akaɀifukura mutente rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 akanwa waini, akabatwa, akazvifukura mutende rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akanwa waini akararadza akarara mutendhe rake asina kupfeka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati anwa imwe yewaini yawo, akadhakwa uye akavata akashama mutende rake. Viz kapitola |