Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 neɀipenyu ɀose ɀinemi, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; ɀose ɀinoɓuɗa paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 nezvipenyu zvose zvinemi, zvinoti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; zvose zvinobuda paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 uye nezvisikwa zvipenyu zvose zvakanga zvinewe, shiri, zvipfuwo nemhuka dzose dzesango, dzose dziya dzakabuda newe muareka, zvisikwa zvipenyu zvose zviri panyika.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy