Genesi 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo akabururusa njiʋa paakaŋga ari, kuti aʋone kana mvura yaserera panyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo akabhururutsa njiva paakanga ari, kuti aone kana mvura yaserera panyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo akatuma njiva kuti aone kana mvura yakanga yaserera kubva pamusoro penyika. Viz kapitola |