Genesi 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nomŋedzi wecipiri, nezuʋa ramakumi maʋiri namanomŋe romŋedzi, nyika yakaŋga yawoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nomwedzi wechipiri, nezuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi, nyika yakanga yaoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Pazuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yaoma kwazvo. Viz kapitola |