Genesi 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Noa wakaŋga aʋa namakore anamazana matanhatu paŋguʋa yokuʋuya kwemvura zhinji panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Noa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Noa akanga ava namakore mazana matanhatu okuberekwa panguva yakanaya mvura yamafashamu panyika. Viz kapitola |