Genesi 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Tenzi akafadzwa zvake naNowa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi Noa wakawana tsitsi pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi Noa wakawana tsitsi pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Tenzi akafadzwa zvake naNowa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Noa akawana nyasha pamberi paJehovha. Viz kapitola |