Online Bible

- Reklamy -




Genesi 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jehova akaɀidemba pamsoro pokuita kwake ʋanhu panyika, akaʋa neshuŋgu pamŋoyo pake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 6:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy