Genesi 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti. Viz kapitola |