Genesi 50:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Farao akati: Kwira, undoʋiga ɓaɓa ʋako, seɀaʋakakupikisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Farao akati, “Kwira, undoviga baba vako, sezvavakakupikisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Faro akati, “Kwira hako undoviga baba vako, sezvo vakaita kuti upikire kuita izvozvo.” Viz kapitola |