Online Bible

- Reklamy -




Genesi 50:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 50:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy