Genesi 5:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Metushera akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Mushure mokubereka Rameki, Metushera akazogarazve mazana manomwe ana makumi masere amakore ana makore maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 shure kwokuɓerekwa kwaRameki, Metusara akagara makore anamazana manomŋe namakumi masere namaʋiri; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 shure kwokuberekwa kwaRameki, Metusera akagara makore ana mazana manomwe namakumi masere namaviri; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Metushera akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Mushure mokubereka Rameki, Metushera akazogarazve mazana manomwe ana makumi masere amakore ana makore maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye mushure mokubereka kwake Rameki, Metusera akararama kwamakore mazana manomwe namakumi masere namaviri uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Viz kapitola |