Genesi 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 shure kwokuɓerekwa kwaMetusara, Enoki wakafamba naMŋari makore anamazana matatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 shure kwokuberekwa kwaMetusera, Enoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye mushure mokubereka kwake Metusera, Enoki akafamba naMwari kwamakore mazana matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Viz kapitola |