Genesi 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kenani wakagara makore makumi manomŋe, akaɓereka Maharareri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kenani wakagara makore makumi manomwe, akabereka Maharareri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kenani akati ararama kwamakore makumi manomwe, akabereka Maharareri. Viz kapitola |