Genesi 49:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Zvokudya zvaAsheri zvichava zvakakora; achauya nezvinonaka zvakafanira madzimambo. Viz kapitola |