Genesi 47:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Farao akabvunza vakoma vaJosefi achiti, “Ko basa renyu ramunoziva kuita nderei?” Ivo vakati kuna Farao, “Basa redu isu varanda venyu nderokupfuwa zvipfuwo. Ndiro raiitwawo namadzibaba edu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Farao akati kuʋakoma ʋake: Ƃasa renyu ndereiko — Ʋakati kunaFarao: Ʋaranda ʋenyu ʋafudzi, isu namadziɓaɓa eɗu tose Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Farao akati kuvakoma vake, “Basa renyu ndereiko?” Vakati kuna Farao, “Varanda venyu vafudzi, isu namadzibaba edu tose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Farao akabvunza vakoma vaJosefi achiti, “Ko basa renyu ramunoziva kuita nderei?” Ivo vakati kuna Farao, “Basa redu isu varanda venyu nderokupfuwa zvipfuwo. Ndiro raiitwawo namadzibaba edu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Faro akabvunza madzikoma aJosefa akati, “Basa renyu ndereiko?” Ivo vakapindura Faro vakati, “Varanda venyu vafudzi, sezvakanga zvakangoita madzibaba edu.” Viz kapitola |