Genesi 47:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Gore iroro parakapera, ramangwana racho vanhu vakauyazve kwaari vachiti, “Changamire, hatingakuvanzirei kuti mari yedu yose yapera. Matanga edu ose ezvipfuwo ava enyu changamire. Hatichisina chokutenga nacho isu, chasara kwatiri miviri yedu neminda yedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Gore iro rakati rapera, ʋakaʋuya kwaari negore recipiri, ʋakati kwaari: Hatiŋgaʋanziri ishe weɗu kuti mari yeɗu yose yapera, mapoka eɀipfuwo aʋa ashe weɗu; hakucina‐cakasara pamberi pashe weɗu, asi miʋiri yeɗu neminda yeɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Gore iroro rakati rapera, vakauya kwaari negore rechipiri, vakati kwaari, “Hatingavanziri ishe wedu kuti mari yedu yose yapera, mapoka ezvipfuwo ava ashe wedu; hakuchina chakasara pamberi pashe wedu, asi miviri yedu neminda yedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Gore iroro parakapera, ramangwana racho vanhu vakauyazve kwaari vachiti, “Changamire, hatingakuvanzirei kuti mari yedu yose yapera. Matanga edu ose ezvipfuwo ava enyu changamire. Hatichisina chokutenga nacho isu, chasara kwatiri miviri yedu neminda yedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Gore iroro rakati rapera, vakauya kwaari mugore rakatevera vakati, “Hatingavanziri ishe wedu chokwadi chokuti sezvo mari yedu yakapera uye zvipfuwo zvedu zvava zvenyu, hapasisina chasara chatingapa ishe wedu kunze kwemiviri yedu nenyika yedu. Viz kapitola |