Online Bible

- Reklamy -




Genesi 46:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 46:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy