Genesi 46:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvino Jakobho akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti aratidzwe nzira yokuenda nayo kuGosheni. Vakati vasvika mudunhu reGosheni, Viz kapitola |