Genesi 46:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanakomana ʋaRakeri, mukadzi waJakobo, ʋaiʋa Josefa naBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vanakomana vaRakeri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vanakomana vaRakeri mukadzi waJakobho vaiva: Josefa naBhenjamini. Viz kapitola |