Online Bible

- Reklamy -

Genesi 45:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Saka hamusirimi makandiunza kuno, asi zvakaitwa naMwari. Ndiye akandigadza ndikava jinda guru raFarao. Ndini changamire mumuzinda wamambo. Ndini ndinotonga nyika yake yose yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino hamuzi’mi makandituma pano, asi Mŋari; iye wakandiita ɓaɓa kunaFarao nashe weimba yake yose, nomuɓati wenyika yose yeEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino hamuzimi makandituma pano, asi Mwari; iye akandiita baba kuna Farao nashe weimba yake yose, nomubati wenyika yose yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Saka hamusirimi makandiunza kuno, asi zvakaitwa naMwari. Ndiye akandigadza ndikava jinda guru raFarao. Ndini changamire mumuzinda wamambo. Ndini ndinotonga nyika yake yose yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Saka zvino, hamusimi makandituma kuno, asi Mwari. Akandiita baba kuna Faro, ishe weimba yake yose nomutongi weIjipiti yose.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 45:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy