Genesi 45:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaʋaʋudza mashoko ose aJosefa; ɀino ʋakati ʋaʋona ŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naJosefa kuzoʋatakura, mŋeya waJakobo, ɓaɓa ʋaʋo, ukapona ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa. Viz kapitola |