Online Bible

- Reklamy -




Genesi 45:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Musafuŋga nhumbi dzenyu, nokuti ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yose yeEgipita ndeɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Musafunganya henyu nezvenhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvose zveIjipiti zvichava zvenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 45:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy