Genesi 45:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Farao akati kunaJosefa: Iti kuʋana ʋaɓaɓa ʋako: Itai cinhu ici: Takudzai ɀipfuwo ɀenyu, mufambe, muende kunyika yeKanani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Farao akati kuna Josefa, “Iti kuvana vababa vako, ‘Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Faro akati kuna Josefa, “Taurira hama dzako uti, ‘Itai izvi: Takudzai zvipfuwo zvenyu mudzokere kunyika yeKenani, Viz kapitola |