Online Bible

- Reklamy -




Genesi 45:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Tarirai, meso enyu anoʋona, nameso omunuŋuna waŋgu Benjamini, kuti muromo waŋgu unotaura kwamuri

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Tarirai meso enyu anoona, nameso omun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “Muri kuzvionera pachenyu, uye kana mununʼuna wangu uyu Bhenjamini, kuti ndini chaiye ari kutaura nemi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 45:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy