Genesi 44:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Hamuzivi here kuti ndoinonwira tenzi wangu uye anoishandisawo pakuona zvichazoitika? Matopara mhosva huru kwazvo!’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ko hacizi cinhu cinonwira ishe waŋgu, caanoshopera naco here — Cinhu ici camaita cakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ko hachizi chinhu chinonwira ishe wangu, chaanoshopera nacho here? Chinhu ichi chamaita chakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hamuzivi here kuti ndoinonwira tenzi wangu uye anoishandisawo pakuona zvichazoitika? Matopara mhosva huru kwazvo!’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ko, uyu hauzi mukombe unonwira tenzi wangu uye wavanoshandisa pakuvuka here? Chinhu chamaita ichi chakaipa.’ ” Viz kapitola |