Online Bible

- Reklamy -

Genesi 44:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋakati ʋaɓuɗa muguta, ʋasati ʋaenda kure, Josefa akaʋudza mutariri wake, akati: Simuka, teʋera ʋarume; kana waʋaɓata, uti kwaʋari: Matsindikireiko ɀamaitirwa ɀakanaka?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vakati vabuda muguta, vasati vaenda kure, Josefa akaudza mutariri wake, akati, “Simuka, tevera varume; kana wavabata, uti kwavari, ‘Matsindikireiko zvamaitirwa zvakanaka?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vakanga vasati vava kure neguta Josefa paakati kumutariri wake, “Tevera varume vaya izvozvi, uye paunovabata, uti kwavari, ‘Seiko matsiva chakanaka nechakaipa?

Viz kapitola kopírovat

Genesi 44:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy