Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Nokuti ndiŋgakwira seiko kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndisinomukomana — Ndirege haŋgu kuʋona njodzi icawira ɓaɓa ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Nokuti ndingakwira seiko kuna baba vangu, ndisina mukomana? Ndirege hangu kuona njodzi ichawira baba vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Ndingadzokera sei kuna baba vangu kana mukomana ndisinaye? Kwete! Musandirega ndichiona njodzi ichiuya pamusoro pababa vangu.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy