Genesi 44:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti muranda wenyu wakaɀiita ruɓatso rwomukomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndikati: Kana ndikasaʋuya naye kwamuri, ini ndicaʋa nemhoȿa kunaɓaɓa ʋaŋgu nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti muranda wenyu akazviita rubatso rwomukomana kuna baba vangu, ndikati, ‘Kana ndikasauya naye kwamuri, ini ndichava nemhosva kuna baba vangu nokusingaperi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Muranda wenyu akapa rubatso rwokuchengetedzeka kwomukomana kuna baba vangu. Ndakati, ‘Kana ndikasadzoka naye kwamuri, ndini ndichava nemhosva pamberi penyu, baba vangu, upenyu hwangu hwose!’ Viz kapitola |