Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Isu tikakupindurai changamire tichiti, ‘Mukomana iyeyo haangasiyane nababa vake nokuti kana akasiyana navo vangafe.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Isu tikati kunashe weɗu: Mukomana haaŋgasiyi ɓaɓa ʋake, nokuti kana akasiya ɓaɓa ʋake, ɓaɓa ʋake ʋaŋgafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Isu tikati kuna ishe wedu, ‘Mukomana haangasiyi baba vake, nokuti kana akasiya baba vake, baba vake vangafa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Isu tikakupindurai changamire tichiti, ‘Mukomana iyeyo haangasiyane nababa vake nokuti kana akasiyana navo vangafe.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye isu takati kuna she wangu, ‘Mukomana haangasiye baba vake; kana akavasiya, baba vake vangafa.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy