Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Imi mukati kuʋaranda ʋenyu: Ƃurukai naye kwandiri, ndimuʋone nameso aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Imi mukati kuvaranda venyu, ‘Burukai naye kwandiri, ndimuone nameso angu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Ipapo imi makati kuvaranda venyu, ‘Uyai naye kuno kwandiri kuti ndimuone, ini pachangu.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy