Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ishe waŋgu wakabvunza ʋaranda ʋake, aciti: Munaɓaɓa here, kana munuŋuna?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana mun'una?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ishe wangu akabvunza varanda vake akati, ‘Muna baba kana mununʼuna here?’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy