Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Josefa akati kwaʋari: Cinyiko ici camaita — Hamuziʋi kuti munhu wakaita seni unogona kushopera here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Josefa akati kwavari, “Chinyiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kushopera here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Josefa akati kwavari, “Chiiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvinhu nokuvuka here?”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy