Genesi 43:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Israeri akati: Makandiitireiko ɀakaipa ɀakaɗai, ɀamakaʋudza murume uya kuti munomunuŋuna? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomun'una?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Israeri akabvunza akati, “Seiko makauyisa dambudziko iri pamusoro pangu zvamakaudza murume uyu kuti muno mumwe mununʼuna?” Viz kapitola |