Genesi 43:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Akazoshambidza ciso cake, akaɓuɗa ɀe, akaɀidzora, akati: Pakurai ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Akazoshambidza chiso chake, akabudazve, akazvidzora akati, “Pakurai zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Shure kwokushamba uso hwake, akabuda uye akazvidzora, akati “Pakurai zvokudya.” Viz kapitola |