Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Pavakanga vodurura mbesanwa dzavo, vakawana mutsapo yomumwe nomumwe muine mari yake yakapfundirwa papfundo. Ivo nababa wavo pavakaona mapfundo emari yavo vakarohwa nehana vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀino ʋakati ʋaciɗurura homo dzaʋo, tarira ciputu cemari yomumŋe nomumŋe cakaŋga ciri muhomo yake; ʋakati ʋaciʋona ɀiputu ɀemari yaʋo, ʋakatya iʋo naɓaɓa ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvino vakati vachidurura homwe dzavo, tarira chiputu chemari yomumwe nomumwe chakanga chiri muhomwe yake; vakati vachiona zviputu zvemari yavo, vakatya ivo nababa vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Pavakanga vodurura mbesanwa dzavo, vakawana mutsapo yomumwe nomumwe muine mari yake yakapfundirwa papfundo. Ivo nababa wavo pavakaona mapfundo emari yavo vakarohwa nehana vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Pavakanga vachidurura masaga avo, wanei musaga romumwe nomumwe wavo makanga mune homwe yake yesirivha! Ivo nababa vavo pavakaona mari muhomwe, vakatya.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy