Genesi 42:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Mukauya nomunun'una wenyu wokupedzesera, ndipo pandichaziva kuti hamusi vasori, asi kuti muri vanhu vakavimbika. Ipapo ndichazokudzoserai mumwe wenyu, mozoita zvenyu mhindu dzokushava nadzo mari munyika ino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Mugoʋuya ɀe kwandiri nomunuŋuna wenyu worugotwe; ipapo ndicaziʋa kuti hamuzi ʋashori, asi kuti muri ʋanhu ʋakatendeka: ipapo ndicakupai munuŋuna wenyu, mugoteŋga panyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Mugouyazve kwandiri nomun'una wenyu worugotwe; ipapo ndichaziva kuti hamuzi vashori, asi kuti muri vanhu vakatendeka; ipapo ndichakupai mun'una wenyu, mugotenga panyika ino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mukauya nomunun'una wenyu wokupedzesera, ndipo pandichaziva kuti hamusi vasori, asi kuti muri vanhu vakavimbika. Ipapo ndichazokudzoserai mumwe wenyu, mozoita zvenyu mhindu dzokushava nadzo mari munyika ino.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi muuye nomununʼuna wenyu gotwe kwandiri kuitira kuti ndigoziva kuti hamusi vasori, asi kuti muri vanhu vakatendeka. Ipapo ndichadzosera mumwe wenyu kwamuri, uye mungazotenga henyu muno munyika.’ ” Viz kapitola |