Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Tiri vakomana gumi navaviri, vana vomunhu mumwechete. Asi mumwe wedu akatisiya. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa vedu kuKanani.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 tiri ʋanakomana ʋanegumi naʋaʋiri ʋomunhu mumŋe cete, ʋanakomana ʋaɓaɓa ʋeɗu; mumŋe haaci’po, worugotwe uri kunaɓaɓa ʋeɗu nhasi panyika yeKanani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete, vanakomana vababa vedu; mumwe haachipo, worugotwe ari kuna baba vedu nhasi panyika yeKenani.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Tiri vakomana gumi navaviri, vana vomunhu mumwechete. Asi mumwe wedu akatisiya. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa vedu kuKanani.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Takanga tiri vanakomana gumi navaviri vababa vamwe chete. Mumwe haachipo, uye gotwe ndiye ana baba vedu zvino kuKenani.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy