Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kuzoti vasvika pavakarara, mumwe wavo akasunungura tsapo yake kuti ape dhongi rake zvokudya, wanei mari yake iri pamuromo wetsapo yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino mumŋe waʋo wakati acisunuŋgura homo yake, kuti ape mboŋgoro yake ɀokudya paʋakaʋata ʋusiku, akawana mari yake; heyo yakaŋga iri mumuromo wehomo yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino mumwe wavo akati achisunungura homwe yake, kuti ape mbongoro yake zvokudya pavakavata usiku, akawana mari yake; heyo yakanga iri mumuromo wehomwe yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kuzoti vasvika pavakarara, mumwe wavo akasunungura tsapo yake kuti ape dhongi rake zvokudya, wanei mari yake iri pamuromo wetsapo yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Panzvimbo yavakavata usiku, mumwe wavo akazarura saga rake kuti atorere mbongoro yake zvokudya, akaona mari yake pamuromo wesaga rake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy